Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Bayyinah — Ayah 6

98:6
إِنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ مِنۡ أَهۡلِ ٱلۡكِتَٰبِ وَٱلۡمُشۡرِكِينَ فِي نَارِ جَهَنَّمَ خَٰلِدِينَ فِيهَآۚ أُوْلَٰٓئِكَ هُمۡ شَرُّ ٱلۡبَرِيَّةِ ٦
Zvirokwazvo, avo vasingatendi kubva muvanhu veBhuku (maJudha nemaKristu) nemaMushrikoon (avo vanonamata zvidori, kana kuti Allah vachivasanganisa nezvimwe zvinhu) vachange vari mumoto weGehena vachigara imomo. Vanhu vakadaro ndivo zvisikwa zvakashata.

Changelog