Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 43

16:43
وَمَآ أَرۡسَلۡنَا مِن قَبۡلِكَ إِلَّا رِجَالٗا نُّوحِيٓ إِلَيۡهِمۡۖ فَسۡـَٔلُوٓاْ أَهۡلَ ٱلذِّكۡرِ إِن كُنتُمۡ لَا تَعۡلَمُونَ ٤٣
Uye hatina kutumira (sevatumwa) kumashure kwako (Muhammad (SAW)) asi varume vataitumira mashoko. Bvunzai (imi vanonamata zvidhori) avo vanoziva Magwaro (Torah neVhangeri) kana musingazivi.

Changelog