Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 44

16:44
بِٱلۡبَيِّنَٰتِ وَٱلزُّبُرِۗ وَأَنزَلۡنَآ إِلَيۡكَ ٱلذِّكۡرَ لِتُبَيِّنَ لِلنَّاسِ مَا نُزِّلَ إِلَيۡهِمۡ وَلَعَلَّهُمۡ يَتَفَكَّرُونَ ٤٤
Nezviratidzo zviri pachena neMagwaro (Takatuma vatumwa). Uye takatumira kwauri (Muhammad (SAW)) yeuchidzo (Qur’aan), kuti utsanangurire vanhu zviri pachena zvatumirwa kwavari, uye kuti zvimwe vangafunge.

Changelog