Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 80

16:80
وَٱللَّهُ جَعَلَ لَكُم مِّنۢ بُيُوتِكُمۡ سَكَنٗا وَجَعَلَ لَكُم مِّن جُلُودِ ٱلۡأَنۡعَٰمِ بُيُوتٗا تَسۡتَخِفُّونَهَا يَوۡمَ ظَعۡنِكُمۡ وَيَوۡمَ إِقَامَتِكُمۡ وَمِنۡ أَصۡوَافِهَا وَأَوۡبَارِهَا وَأَشۡعَارِهَآ أَثَٰثٗا وَمَتَٰعًا إِلَىٰ حِينٖ ٨٠
Uye Allah vakakugadzirirai mudzimba dzenyu pekugara, uye vakakugadzirirai kubva kumatehwe emombe dzimba (matende), dzamunoona dzakareruka pamunofamba uye nepamunogara (munguva dzekufamba); uye kubva kumakushe adzo, mambava nemvere (hwai, ngamera nembudzi) midziyo nemufaro kwenguva diki.

Changelog