Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 81

16:81
وَٱللَّهُ جَعَلَ لَكُم مِّمَّا خَلَقَ ظِلَٰلٗا وَجَعَلَ لَكُم مِّنَ ٱلۡجِبَالِ أَكۡنَٰنٗا وَجَعَلَ لَكُمۡ سَرَٰبِيلَ تَقِيكُمُ ٱلۡحَرَّ وَسَرَٰبِيلَ تَقِيكُم بَأۡسَكُمۡۚ كَذَٰلِكَ يُتِمُّ نِعۡمَتَهُۥ عَلَيۡكُمۡ لَعَلَّكُمۡ تُسۡلِمُونَ ٨١
Uye Allah vakakugadzirirai kubva kune izvo zvavakasika mimvuri, uye vakakugadzirirai nzvimbo kubva mumakomo, uye vakakugadzirirai zvipfeko zvinokudzivirirai kune kupisa (nekutonhora), uye nemabhachi anokudzivirirai kubva kune simba renyu (kurwisana kwenyu). Naizvozvo (Allah) vanozadzisa makomborero avo kwamuri kuti muve munozvipira (muIslaam).

Changelog