Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 93

16:93
وَلَوۡ شَآءَ ٱللَّهُ لَجَعَلَكُمۡ أُمَّةٗ وَٰحِدَةٗ وَلَٰكِن يُضِلُّ مَن يَشَآءُ وَيَهۡدِي مَن يَشَآءُۚ وَلَتُسۡـَٔلُنَّ عَمَّا كُنتُمۡ تَعۡمَلُونَ ٩٣
Uye dai Allah vaida, vaikuitai dzinza rimwe chete (muve vechitendero chimwe chete), asi vanoita kuti wavanoda arasike, uye vanotungamira wavanoda. Uye zvirokwazvo muchava munobvunzwa pane izvo zvamaiita.

Changelog