Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nahl — Ayah 94

16:94
وَلَا تَتَّخِذُوٓاْ أَيۡمَٰنَكُمۡ دَخَلَۢا بَيۡنَكُمۡ فَتَزِلَّ قَدَمُۢ بَعۡدَ ثُبُوتِهَا وَتَذُوقُواْ ٱلسُّوٓءَ بِمَا صَدَدتُّمۡ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ وَلَكُمۡ عَذَابٌ عَظِيمٞ ٩٤
Uye musatore mhiko dzenyu senzira yekunyengedzana pakati penyu, zvimwe tsoka ingatsvedze mushure mekunge yasimbiswa, uye kuti muravire zvakaipa (murango pasi pano) nekudzivirira kwamakaita vanhu nzira yaAllah, uye muchawana murango mukuru wakaomarara (Gehena).

Changelog