Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 11

17:11
وَيَدۡعُ ٱلۡإِنسَٰنُ بِٱلشَّرِّ دُعَآءَهُۥ بِٱلۡخَيۡرِۖ وَكَانَ ٱلۡإِنسَٰنُ عَجُولٗا ١١
Uye munhu anokumbira (Allah) zvakaipa sekukumbira kwaanoita (Allah) zvakanaka, uye munhu ane dzungu (anokurumidza, kana akatsamwa, anoti: “Imi Allah! Rengerai nhingi,” asi kutsungirira ndiko kwakamunakira).

Changelog