Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 12

17:12
وَجَعَلۡنَا ٱلَّيۡلَ وَٱلنَّهَارَ ءَايَتَيۡنِۖ فَمَحَوۡنَآ ءَايَةَ ٱلَّيۡلِ وَجَعَلۡنَآ ءَايَةَ ٱلنَّهَارِ مُبۡصِرَةٗ لِّتَبۡتَغُواْ فَضۡلٗا مِّن رَّبِّكُمۡ وَلِتَعۡلَمُواْ عَدَدَ ٱلسِّنِينَ وَٱلۡحِسَابَۚ وَكُلَّ شَيۡءٖ فَصَّلۡنَٰهُ تَفۡصِيلٗا ١٢
Uye takagadzira siku nesikati sezviratidzo zviviri. Uye takava tinobvisa chiratidzo cheusiku, uye takagadzira chiratidzo chesikati sechiwoneso (chiedza), kuti muve munotsvaga makomborero kubva kuna Tenzi venyu, uye kuti muve munoziva huwandu wemakore uye nekutongwa. Uye takava tinotsanangura zvese mune zvakazara.

Changelog