Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 29

17:29
وَلَا تَجۡعَلۡ يَدَكَ مَغۡلُولَةً إِلَىٰ عُنُقِكَ وَلَا تَبۡسُطۡهَا كُلَّ ٱلۡبَسۡطِ فَتَقۡعُدَ مَلُومٗا مَّحۡسُورًا ٢٩
Uye usava unoita kuti ruoko rwako rwusungirirwe pahuro pako (semunhu akaomera), kana kurutambanudza kusvika kwarinogumira (kushandisa hupfumi nenzira inopfurikidza), kuti ugozoshorwa pamwe nekuva nehurombo.

Changelog