Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 30

17:30
إِنَّ رَبَّكَ يَبۡسُطُ ٱلرِّزۡقَ لِمَن يَشَآءُ وَيَقۡدِرُۚ إِنَّهُۥ كَانَ بِعِبَادِهِۦ خَبِيرَۢا بَصِيرٗا ٣٠
Zvirokwazvo, Tenzi vako vanowedzera raramo kune uyo wavanoda kana kudzikisa (kune uyo wavanoda). Zvirokwazvo, vanoziva zvikuru, uye vanoona varanda vavo.

Changelog