Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 78

17:78
أَقِمِ ٱلصَّلَوٰةَ لِدُلُوكِ ٱلشَّمۡسِ إِلَىٰ غَسَقِ ٱلَّيۡلِ وَقُرۡءَانَ ٱلۡفَجۡرِۖ إِنَّ قُرۡءَانَ ٱلۡفَجۡرِ كَانَ مَشۡهُودٗا ٧٨
Ita Swalaah (minamato) kubva masikatikati kusvika parima reusiku (minamato yeDhuhr, Asr, Maghrib neIsha), uye verenga Qur’aan mangwanani-ngwanani (munamato wemangwanani, Fajr). Zvirokwazvo, kuverenga Qur’aan mangwanani zvinopupurwa (nengirozi dzemasikati nedzeusiku dzinotarisa vanhu).

Changelog