Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Isra — Ayah 79

17:79
وَمِنَ ٱلَّيۡلِ فَتَهَجَّدۡ بِهِۦ نَافِلَةٗ لَّكَ عَسَىٰٓ أَن يَبۡعَثَكَ رَبُّكَ مَقَامٗا مَّحۡمُودٗا ٧٩
Uye kubva muusiku, ita munamato naro (verenga Qur’aan mumunamato) sekupamhidza munamato (Tahajjud) wako (Muhammad (SAW)). Zvimwe Tenzi vako vangakusimudzire paMaqaam Mahmood (nzvimbo yerukudzo nerumbidzo, yekumiririra vanhu pazuva rekumutswa).

Changelog