Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 57

18:57
وَمَنۡ أَظۡلَمُ مِمَّن ذُكِّرَ بِـَٔايَٰتِ رَبِّهِۦ فَأَعۡرَضَ عَنۡهَا وَنَسِيَ مَا قَدَّمَتۡ يَدَاهُۚ إِنَّا جَعَلۡنَا عَلَىٰ قُلُوبِهِمۡ أَكِنَّةً أَن يَفۡقَهُوهُ وَفِيٓ ءَاذَانِهِمۡ وَقۡرٗاۖ وَإِن تَدۡعُهُمۡ إِلَى ٱلۡهُدَىٰ فَلَن يَهۡتَدُوٓاْ إِذًا أَبَدٗا ٥٧
Uye ndiani anoita zvakaipa pane uyo anoeuchidzwa zviratidzo zvaTenzi vake, asi anofuratira kubva kwazviri, achikanganwa zvakatumirwa mberi nemaoko ake? Chokwadi, takaisa mambure pamwoyo yavo, kuti vasarinzwisise (Qur’aan), uye munzeve dzavo umatsi. Uye kana ukavasheedzera (Muhammad (SAW)) kunzira yakatwasuka, nyangwe zvazvo havambotungamirwi.

Changelog