Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Kahf — Ayah 58

18:58
وَرَبُّكَ ٱلۡغَفُورُ ذُو ٱلرَّحۡمَةِۖ لَوۡ يُؤَاخِذُهُم بِمَا كَسَبُواْ لَعَجَّلَ لَهُمُ ٱلۡعَذَابَۚ بَل لَّهُم مَّوۡعِدٞ لَّن يَجِدُواْ مِن دُونِهِۦ مَوۡئِلٗا ٥٨
Uye Tenzi vako vane ruregerero zhinji, muridzi wetsitsi dzose. Dai vakavasheedza kuvabvunza zvavakaita, zvirokwazvo, vangadai vakavakurumidzira mutongo wavo. Asi vane nguva yavo yakatarwa, iyo havambokwanisi kutiza kubva kwairi.

Changelog