Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 16

19:16
وَٱذۡكُرۡ فِي ٱلۡكِتَٰبِ مَرۡيَمَ إِذِ ٱنتَبَذَتۡ مِنۡ أَهۡلِهَا مَكَانٗا شَرۡقِيّٗا ١٦
Uye taura (Muhammad (SAW)) zviri muBhuku (Qur’aan maererano nenyaya ya) Maryam (Mariya), apo paakaenda ari oga achisiya mhuri yake kunzvimbo yakatarisana nekumabvazuva.

Changelog