Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 17

19:17
فَٱتَّخَذَتۡ مِن دُونِهِمۡ حِجَابٗا فَأَرۡسَلۡنَآ إِلَيۡهَا رُوحَنَا فَتَمَثَّلَ لَهَا بَشَرٗا سَوِيّٗا ١٧
Naizvozvo akazvivharidzira kubva kwavari (kuti asaonekwa), ndokubva tamutumira Rooh yedu (Ngirozi Jibreel (Gabriel)) kwaari (Mariya), naizvozvo (Ngirozi Gabriel) yakatora mufananidzo wemunhu chaiye sezvaari.

Changelog