Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 36

19:36
وَإِنَّ ٱللَّهَ رَبِّي وَرَبُّكُمۡ فَٱعۡبُدُوهُۚ هَٰذَا صِرَٰطٞ مُّسۡتَقِيمٞ ٣٦
(Jesu akati): “Uye zvirokwazvo, Allah ndivo Tenzi vangu uye Tenzi venyu (imi vanhu vose). Saka vanamatei (vari voga). Iyi ndiyo nzira yakatwasuka (Islaam yavakakomekedza kuvatumwa vese).

Changelog