Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 37

19:37
فَٱخۡتَلَفَ ٱلۡأَحۡزَابُ مِنۢ بَيۡنِهِمۡۖ فَوَيۡلٞ لِّلَّذِينَ كَفَرُواْ مِن مَّشۡهَدِ يَوۡمٍ عَظِيمٍ ٣٧
Zvino mapato akawanda akapatsanurana (maKristu nenyaya yaJesu), nekudaro matambudziko ngaave kune avo vasingatendi (avo vanopa huchapupu hwekunyepa vachiti Jesu mwana waAllah) kubva mukusangana pazuva guru (musi wekumutswa apo pavachakandwa mumarimi emoto unopisa kwazvo).

Changelog