Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 38

19:38
أَسۡمِعۡ بِهِمۡ وَأَبۡصِرۡ يَوۡمَ يَأۡتُونَنَا لَٰكِنِ ٱلظَّٰلِمُونَ ٱلۡيَوۡمَ فِي ضَلَٰلٖ مُّبِينٖ ٣٨
(Avo vasingatendi mandiri ini Allah) vachanzwa nekuona sei pazuva iro ravachauya kwatiri (paQiyaamah)! Asi avo vanoita mabasa akashata muzuva ranhasi vari mukurasika kuri pachena.

Changelog