Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 39

19:39
وَأَنذِرۡهُمۡ يَوۡمَ ٱلۡحَسۡرَةِ إِذۡ قُضِيَ ٱلۡأَمۡرُ وَهُمۡ فِي غَفۡلَةٖ وَهُمۡ لَا يُؤۡمِنُونَ ٣٩
Uye vayambire (iwe Muhammad (SAW)) maererano nezvezuva rekusuruvara nekudemba, apo chisungo kana chichinge charongwa, apo vanenge vakatovarairwa (zvavo), apo vasingatombotendi.

Changelog