Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 45

19:45
يَٰٓأَبَتِ إِنِّيٓ أَخَافُ أَن يَمَسَّكَ عَذَابٞ مِّنَ ٱلرَّحۡمَٰنِ فَتَكُونَ لِلشَّيۡطَٰنِ وَلِيّٗا ٤٥
“Imi baba vangu! Zvirokwazvo, ndinotya kuti zvimwe murango kubva kune vane nyasha zhinji (Allah) ungangokubatai (kukuchapurai), izvo zvinozoita kuti muve shamwari yaShaitwaan (Satani) (mumoto weGehena).”

Changelog