Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 46

19:46
قَالَ أَرَاغِبٌ أَنتَ عَنۡ ءَالِهَتِي يَٰٓإِبۡرَٰهِيمُۖ لَئِن لَّمۡ تَنتَهِ لَأَرۡجُمَنَّكَۖ وَٱهۡجُرۡنِي مَلِيّٗا ٤٦
(Baba vaAbrahamu Azaru) vakabva vati: “Uri kuramba anamwari vangu here, nhai (iwe) Ibrahim (Abrahamu)? (Iwe Ibrahim) ukasamira kuita izvi (ukaramba uchindiparidzira uchiramba anamwari vangu), zvirokwazvo ndichakutema (nematombo). Uye chibva pandiri (izvezvi) uchindisiya ndiri murunyararo (ndisati ndakuranga).”

Changelog