Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 49

19:49
فَلَمَّا ٱعۡتَزَلَهُمۡ وَمَا يَعۡبُدُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ وَهَبۡنَا لَهُۥٓ إِسۡحَٰقَ وَيَعۡقُوبَۖ وَكُلّٗا جَعَلۡنَا نَبِيّٗا ٤٩
Apo (Abrahamu) paakazoshozhonoka (kutarisa rimwe divi achivasiya) kubva kwavari pamwe neizvo zvavainamata kunze kwaAllah, takamupa Ishaaq (Isaka) naYa’qoob (Jakobho), uye mumwe nemumwe (pakati pavo) takamuita muporofita.

Changelog