Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 50

19:50
وَوَهَبۡنَا لَهُم مِّن رَّحۡمَتِنَا وَجَعَلۡنَا لَهُمۡ لِسَانَ صِدۡقٍ عَلِيّٗا ٥٠
Takavapa kubva mutsitsi dzedu (isu Allah – kuratidza hukuru nemasimba avo Allah), (zvinhu zvakanaka), uye takaita kuti (vave) nendimi dzine chokwadi nekuemurika (zvinoreva kuti vanhu vazhinji vanovaremekedza nekuvarumbidza pose panoshevedzerwa mazita avo).

Changelog