Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 75

19:75
قُلۡ مَن كَانَ فِي ٱلضَّلَٰلَةِ فَلۡيَمۡدُدۡ لَهُ ٱلرَّحۡمَٰنُ مَدًّاۚ حَتَّىٰٓ إِذَا رَأَوۡاْ مَا يُوعَدُونَ إِمَّا ٱلۡعَذَابَ وَإِمَّا ٱلسَّاعَةَ فَسَيَعۡلَمُونَ مَنۡ هُوَ شَرّٞ مَّكَانٗا وَأَضۡعَفُ جُندٗا ٧٥
Iti (iwe Muhammad (SAW)): “Uyo akarasika, (Allah) vane ngoni zhinji vachamusvitsira (tambo – gwara rakatwasuka) kwaari kusvikira vaona izvo zvavakavimbiswa, murango kana nguva (yezuva rekumutswa), naizvozvo vachazoziva havo kuti ndiani akaipa pachinzvimbo, uye ndiani akarebwedeka (asina kusimba) kupinda mumwe panyaya dzemauto.” (Iyi ndiyo mhinduro kumubvunzo uri muQur’aan 19:73)

Changelog