Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 76

19:76
وَيَزِيدُ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ ٱهۡتَدَوۡاْ هُدٗىۗ وَٱلۡبَٰقِيَٰتُ ٱلصَّٰلِحَٰتُ خَيۡرٌ عِندَ رَبِّكَ ثَوَابٗا وَخَيۡرٞ مَّرَدًّا ٧٦
Allah vachave vanowedzera nhungamiro kune avo vakatungamirirwa. Uye mabasa akanaka anogara (kwenguva refu) ari nani kuna Tenzi vako pamakomborero uye ari nani kutozambira nawo (kuramba uinawo uchimaita).

Changelog