Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 77

19:77
أَفَرَءَيۡتَ ٱلَّذِي كَفَرَ بِـَٔايَٰتِنَا وَقَالَ لَأُوتَيَنَّ مَالٗا وَوَلَدًا ٧٧
Naizvozvo wakambomuonawo here uyo akaramba kutenda mundima dzedu (Qur’aan rino) uye ndokuti: “Zvirokwazvo, ndichagachidzwa hupfumi nevana (kana ndikapihwa hupenyu zvekare)?”

Changelog