Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 97

19:97
فَإِنَّمَا يَسَّرۡنَٰهُ بِلِسَانِكَ لِتُبَشِّرَ بِهِ ٱلۡمُتَّقِينَ وَتُنذِرَ بِهِۦ قَوۡمٗا لُّدّٗا ٩٧
Naizvozvo, zvirokwazvo tave tinoita kuti (Qur’aan) rive nyore parurimi rwako (iwe Muhammad (SAW)), uye kuti (uve) unofambisa mashoko anofadza kune avo vanotya Allah (Al-Muttaqoon kuburikidza naro (Qur’aan), uye uve unoyambira kuburikidza naro (Qur’aan) kune vanhu maLudd (vanoita mabasa erima, vasingatombotendi muna Allah, avo vanopikisa mirairo nenhaurwa dzamutumwa Muhammad (SAW)).

Changelog