Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Maryam — Ayah 98

19:98
وَكَمۡ أَهۡلَكۡنَا قَبۡلَهُم مِّن قَرۡنٍ هَلۡ تُحِسُّ مِنۡهُم مِّنۡ أَحَدٍ أَوۡ تَسۡمَعُ لَهُمۡ رِكۡزَۢا ٩٨
Zvekare zvizvarwa zvingani zvatakaparadza ivo vasati vavepo? Unokwanisa kuwana (munhu) mumwechete kubva pakati pavo here kana kunzwa kazeve-zeve kubva kwavari (kana kunzwa kazevezeve pamusoro pavo)?

Changelog