Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 43

21:43
أَمۡ لَهُمۡ ءَالِهَةٞ تَمۡنَعُهُم مِّن دُونِنَاۚ لَا يَسۡتَطِيعُونَ نَصۡرَ أَنفُسِهِمۡ وَلَا هُم مِّنَّا يُصۡحَبُونَ ٤٣
Kana kuti vane vamwe vanamwari (vekunyepera) vanovadzivirira kubva kwatiri? Havana simba rekuzvibatsira, kana kuti vave vanodzivirirwa kubva kwatiri (kubva kumurango wedu).

Changelog