Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Anbya — Ayah 44

21:44
بَلۡ مَتَّعۡنَا هَٰٓؤُلَآءِ وَءَابَآءَهُمۡ حَتَّىٰ طَالَ عَلَيۡهِمُ ٱلۡعُمُرُۗ أَفَلَا يَرَوۡنَ أَنَّا نَأۡتِي ٱلۡأَرۡضَ نَنقُصُهَا مِنۡ أَطۡرَافِهَآۚ أَفَهُمُ ٱلۡغَٰلِبُونَ ٤٤
Asi takavapa ava nemadzibaba avo kugarika kweupenyu uhwu kusvika pakuti nguva (yekurarama) yakavarebera. Havaoni here kuti nyika iri kutapudzwa (hutongi hwavo huri kutapudzwa) kubva kumiganhu yavo? Nokudaro ndivo here vachakunda (muhondo)?

Changelog