Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 17

22:17
إِنَّ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَٱلَّذِينَ هَادُواْ وَٱلصَّٰبِـِٔينَ وَٱلنَّصَٰرَىٰ وَٱلۡمَجُوسَ وَٱلَّذِينَ أَشۡرَكُوٓاْ إِنَّ ٱللَّهَ يَفۡصِلُ بَيۡنَهُمۡ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِۚ إِنَّ ٱللَّهَ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ شَهِيدٌ ١٧
Zvirokwazvo, avo vanotenda (kuna Allah nemutumwa wavo (SAW)), neavo vanova maJudha, uye maSwaabi’uoon, uye maKristu, uye maMajoos, uye avo vanonamata zvimwe zvinhu vachisiya Allah, zvirokwazvo, Allah vachatonga (vachajekesa) pakati pavo pazuva rekutongwa. Zvirokwazvo, Allah vanoona zvose (zvinoitika panyika).

Changelog