Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 18

22:18
أَلَمۡ تَرَ أَنَّ ٱللَّهَ يَسۡجُدُۤ لَهُۥۤ مَن فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَمَن فِي ٱلۡأَرۡضِ وَٱلشَّمۡسُ وَٱلۡقَمَرُ وَٱلنُّجُومُ وَٱلۡجِبَالُ وَٱلشَّجَرُ وَٱلدَّوَآبُّ وَكَثِيرٞ مِّنَ ٱلنَّاسِۖ وَكَثِيرٌ حَقَّ عَلَيۡهِ ٱلۡعَذَابُۗ وَمَن يُهِنِ ٱللَّهُ فَمَا لَهُۥ مِن مُّكۡرِمٍۚ إِنَّ ٱللَّهَ يَفۡعَلُ مَا يَشَآءُ۩ ١٨
Hauoni here kuti uyo wese ari mumatenga neuyo ari pasi, uye zuva, nemwedzi nenyenyedzi, uye makomo, nemiti, nezvipuka zvose zvinofamba, uye vazhinji vevanhu vanopfugamira Allah. Asi vazhinji vevanhu marwadzo (aAllah) akatokomekedzwa pavari. Uye uyo munhu anodzikisirwa naAllah, hapana anogona kumukwidziridza. Zvirokwazvo, Allah vanoita izvo zvavanoda.

Changelog