Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 19

22:19
۞ هَٰذَانِ خَصۡمَانِ ٱخۡتَصَمُواْ فِي رَبِّهِمۡۖ فَٱلَّذِينَ كَفَرُواْ قُطِّعَتۡ لَهُمۡ ثِيَابٞ مِّن نَّارٖ يُصَبُّ مِن فَوۡقِ رُءُوسِهِمُ ٱلۡحَمِيمُ ١٩
Ava vavengi vaviri (vatendi neavo vasingatendi) vanopikisana maererano naTenzi vavo, asi avo vasingatendi vachagadzirirwa nguwo dzemoto, uye mvura iri kufashaira (inopisa) ichadirwa mumisoro yavo.

Changelog