Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 24

22:24
وَهُدُوٓاْ إِلَى ٱلطَّيِّبِ مِنَ ٱلۡقَوۡلِ وَهُدُوٓاْ إِلَىٰ صِرَٰطِ ٱلۡحَمِيدِ ٢٤
Uye (pano panyika) vakatungamirirwa mukutaura mashoko akanaka (Laa ilaaha illaallaahu – Hakuna chimwe chinhu chine kodzero yekunamatwa kusara kwaAllah, nekuverenga Qur’aan), uye vakatungamirirwa kunzira yeavo vanorumbidzwa (Allah).

Changelog