Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 25

22:25
إِنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ وَيَصُدُّونَ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ وَٱلۡمَسۡجِدِ ٱلۡحَرَامِ ٱلَّذِي جَعَلۡنَٰهُ لِلنَّاسِ سَوَآءً ٱلۡعَٰكِفُ فِيهِ وَٱلۡبَادِۚ وَمَن يُرِدۡ فِيهِ بِإِلۡحَادِۭ بِظُلۡمٖ نُّذِقۡهُ مِنۡ عَذَابٍ أَلِيمٖ ٢٥
Zvirokwazvo, avo vasingatendi (muna Allah) uye vanodzivirira vamwe kubva kunzira yaAllah, uye kuenda kuAl-Masjid Al-Haraam (kuMakkah) iyo yatakaita kuti isununguke kune munhu wese, anogaramo uye vashanyi kubva kune dzimwe nyika vanova vakaenzana (vakafanana) maererano nemutemo yemo. Uye uyo anoita mabasa akaipa arimo (muAl-Masjid Al-Haraam), tichaita kuti aravire marwadzo akaomarara.

Changelog