Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 34

22:34
وَلِكُلِّ أُمَّةٖ جَعَلۡنَا مَنسَكٗا لِّيَذۡكُرُواْ ٱسۡمَ ٱللَّهِ عَلَىٰ مَا رَزَقَهُم مِّنۢ بَهِيمَةِ ٱلۡأَنۡعَٰمِۗ فَإِلَٰهُكُمۡ إِلَٰهٞ وَٰحِدٞ فَلَهُۥٓ أَسۡلِمُواْۗ وَبَشِّرِ ٱلۡمُخۡبِتِينَ ٣٤
Uye kune vanhu vose vakauya (Panyika), takavapa nzira dzavo dzekunamata kuti vave vanorangarira zita raAllah maererano nemhuka idzo dzavakavapa kuti vadziite chikafu. Saka Mwari venyu Mwari mumwe chete. Zvipirei kwavari mukunamata. Ova (Muhammad (SAW)) unoudza avo vanoteerera Allah mashoko akanaka (kuti vachapinda Jannah).

Changelog