Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 35

22:35
ٱلَّذِينَ إِذَا ذُكِرَ ٱللَّهُ وَجِلَتۡ قُلُوبُهُمۡ وَٱلصَّٰبِرِينَ عَلَىٰ مَآ أَصَابَهُمۡ وَٱلۡمُقِيمِي ٱلصَّلَوٰةِ وَمِمَّا رَزَقۡنَٰهُمۡ يُنفِقُونَ ٣٥
(Vanhu vacho) avo vanoti Allah vakarangarirwa, moyo yavo inozadzwa nekutya, uye avo vanotsungirira pane izvo zvose zvinovawira, uye avo vanoita Swalaah (Munamato), uye avo vanoshandisa (munzira yaAllah) kubva kuizvo zvatakavapa.

Changelog