Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 39

22:39
أُذِنَ لِلَّذِينَ يُقَٰتَلُونَ بِأَنَّهُمۡ ظُلِمُواْۚ وَإِنَّ ٱللَّهَ عَلَىٰ نَصۡرِهِمۡ لَقَدِيرٌ ٣٩
Kurwisa (vasingatendi) kwabvumidzwa kune avo (vatendi) varikuriswa, nokuti ndivo vatadzirwa; uye zvirokwazvo, Allah vanokwanisa kuti vatendi vakunde (mukurwisa vasingatendi).

Changelog