Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 40

22:40
ٱلَّذِينَ أُخۡرِجُواْ مِن دِيَٰرِهِم بِغَيۡرِ حَقٍّ إِلَّآ أَن يَقُولُواْ رَبُّنَا ٱللَّهُۗ وَلَوۡلَا دَفۡعُ ٱللَّهِ ٱلنَّاسَ بَعۡضَهُم بِبَعۡضٖ لَّهُدِّمَتۡ صَوَٰمِعُ وَبِيَعٞ وَصَلَوَٰتٞ وَمَسَٰجِدُ يُذۡكَرُ فِيهَا ٱسۡمُ ٱللَّهِ كَثِيرٗاۗ وَلَيَنصُرَنَّ ٱللَّهُ مَن يَنصُرُهُۥٓۚ إِنَّ ٱللَّهَ لَقَوِيٌّ عَزِيزٌ ٤٠
Avo vakadzingwa mudzimba dzavo pasina chinangwa (chikonzero) nekuti vanotaura kuti: “Tenzi vedu ndiAllah.” Dai kusiri kuti Allah vanodzivirira vanhu kuburikidza nevamwe (vanhu), nzvimbo dzavo dzekunamatira (MaKristu, maJudha, maMuslim), umo mavanorangarira zita raAllah kazhinji, dai dzakadonhedzwa pasi (dzakaparadzwa). Zvirokwazvo, Allah vanobatsira avo vanobatsira nzira yavo. Zvirokwazvo, Allah ndivo samasimba, mukuru-kuru.

Changelog