Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 55

22:55
وَلَا يَزَالُ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ فِي مِرۡيَةٖ مِّنۡهُ حَتَّىٰ تَأۡتِيَهُمُ ٱلسَّاعَةُ بَغۡتَةً أَوۡ يَأۡتِيَهُمۡ عَذَابُ يَوۡمٍ عَقِيمٍ ٥٥
Uye avo vasingatendi vacharamba vaine kusagutsikana maererano naro (Qur’aan iri) kusvikira Nguva yasvika kwavari (Zuva reQiyaamah) vasingafungiri, kana kuti zuva remarwadzo ravasvikira iro mushure maro kuchange kusina husiku.

Changelog