Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 54

22:54
وَلِيَعۡلَمَ ٱلَّذِينَ أُوتُواْ ٱلۡعِلۡمَ أَنَّهُ ٱلۡحَقُّ مِن رَّبِّكَ فَيُؤۡمِنُواْ بِهِۦ فَتُخۡبِتَ لَهُۥ قُلُوبُهُمۡۗ وَإِنَّ ٱللَّهَ لَهَادِ ٱلَّذِينَ ءَامَنُوٓاْ إِلَىٰ صِرَٰطٖ مُّسۡتَقِيمٖ ٥٤
Uyezve kuitira kuti avo vakapihwa ruzivo vazive kuti (iri Qur’aan) ichokwadi kubva kuna Tenzi vako, kuti vatende mariri, uye kuti moyo yavo izvipire kwavari (Allah) ichizvininipisa. Uye zvirokwazvo, Allah ndivo vanotungamira avo vanotenda kunzira yakatwasuka.

Changelog