Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hajj — Ayah 53

22:53
لِّيَجۡعَلَ مَا يُلۡقِي ٱلشَّيۡطَٰنُ فِتۡنَةٗ لِّلَّذِينَ فِي قُلُوبِهِم مَّرَضٞ وَٱلۡقَاسِيَةِ قُلُوبُهُمۡۗ وَإِنَّ ٱلظَّٰلِمِينَ لَفِي شِقَاقِۭ بَعِيدٖ ٥٣
Izvi kuitira kuti (zviri paAayah 52) Allah vaite izvo zvinokandwa naSatani miedzo kune avo vane moyo ine chirwere (cheunyengedzi), uye vane moyo yakaomarara. Uye zvirokwazvo, avo vanotadza vanopikisa zvikuru (Chokwadi).

Changelog