Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 20

24:20
وَلَوۡلَا فَضۡلُ ٱللَّهِ عَلَيۡكُمۡ وَرَحۡمَتُهُۥ وَأَنَّ ٱللَّهَ رَءُوفٞ رَّحِيمٞ ٢٠
Uye dai dzisiri nyasha dzaAllah kwamuri (vanhu) uye tsitsi dzavo (Allah vaikurangai nekukurumidza). Uye nokuti Allah vane ngoni zhinji, uye tsitsi dzakawanda.

Changelog