Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 21

24:21
۞ يَٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ لَا تَتَّبِعُواْ خُطُوَٰتِ ٱلشَّيۡطَٰنِۚ وَمَن يَتَّبِعۡ خُطُوَٰتِ ٱلشَّيۡطَٰنِ فَإِنَّهُۥ يَأۡمُرُ بِٱلۡفَحۡشَآءِ وَٱلۡمُنكَرِۚ وَلَوۡلَا فَضۡلُ ٱللَّهِ عَلَيۡكُمۡ وَرَحۡمَتُهُۥ مَا زَكَىٰ مِنكُم مِّنۡ أَحَدٍ أَبَدٗا وَلَٰكِنَّ ٱللَّهَ يُزَكِّي مَن يَشَآءُۗ وَٱللَّهُ سَمِيعٌ عَلِيمٞ ٢١
Imi vanotenda! Musatevera matsimba aSatani. Uye uyo anotevera matsimba aSatani, zvirokwazvo, anokurudzira mabasa akashata (hupombwe) uye zvitadzo (kusatenda nemamwe mabasa akaipa). Uye dai dzisiri nyasha dzaAllah kwamuri uye tsitsi dzavo, hapana kana mumwe chete wenyu aidai akachena zvachose (asina zvivi). Asi Allah vanochenura uyo wavanoda, uye Allah vanonzwa zvese, uye vanoziva zvose.

Changelog