Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 59

24:59
وَإِذَا بَلَغَ ٱلۡأَطۡفَٰلُ مِنكُمُ ٱلۡحُلُمَ فَلۡيَسۡتَـٔۡذِنُواْ كَمَا ٱسۡتَـٔۡذَنَ ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡۚ كَذَٰلِكَ يُبَيِّنُ ٱللَّهُ لَكُمۡ ءَايَٰتِهِۦۗ وَٱللَّهُ عَلِيمٌ حَكِيمٞ ٥٩
Uye kana vana pakati penyu vakura (vabva zera), ngavave vanokumbira mvumo (pakupinda) sekukumbira kweavo vakuru kwavari (muzera). Kudaro Allah vanokujekeserai ndima dzavo. Uye Allah vanoziva zvikuru, uye vane ungwaru hwese.

Changelog