Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 60

24:60
وَٱلۡقَوَٰعِدُ مِنَ ٱلنِّسَآءِ ٱلَّٰتِي لَا يَرۡجُونَ نِكَاحٗا فَلَيۡسَ عَلَيۡهِنَّ جُنَاحٌ أَن يَضَعۡنَ ثِيَابَهُنَّ غَيۡرَ مُتَبَرِّجَٰتِۭ بِزِينَةٖۖ وَأَن يَسۡتَعۡفِفۡنَ خَيۡرٞ لَّهُنَّۗ وَٱللَّهُ سَمِيعٌ عَلِيمٞ ٦٠
Uye vakadzi vakaguma kubereka avo vasisina shungu dzekuroorwa, hapana chipomerwa pavari kana vakabvisa nguwo dzavo dzekunze asi vasingaise runako rwavo pachena. Asi kungozvidzivirira (nekusabvisa nguwo) zvakavanakira. Uye Allah vanonzwa zvese, uye vanoziva zvose.

Changelog