Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 64

24:64
أَلَآ إِنَّ لِلَّهِ مَا فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِۖ قَدۡ يَعۡلَمُ مَآ أَنتُمۡ عَلَيۡهِ وَيَوۡمَ يُرۡجَعُونَ إِلَيۡهِ فَيُنَبِّئُهُم بِمَا عَمِلُواْۗ وَٱللَّهُ بِكُلِّ شَيۡءٍ عَلِيمُۢ ٦٤
Hazvibvunzwi, Allah ndivo vane humambo hwekudenga nepasi. Zvirokwazvo, vanotoziva apo pamumire, uye zuva iro ravachadzoserwa kwavari, uye vachavaudza izvo zvavaiita. Uye Allah vanoziva zvikuru zvinhu zvose.

Changelog