Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 1

25:1
تَبَارَكَ ٱلَّذِي نَزَّلَ ٱلۡفُرۡقَانَ عَلَىٰ عَبۡدِهِۦ لِيَكُونَ لِلۡعَٰلَمِينَ نَذِيرًا ١
Vakakomborerwa (vakakura) ndivo vakatumira chipatsanuro (chezvivi uye zvakanaka) (Qur’aan) kumuranda wavo (Muhammad (SAW)) kuti ave muyambiri kune nyika yose (vanhu nemaJinn).

Changelog